Ezira 7:9 BDMCS

9 Akanga atanga rwendo rwake kubva kuBhabhironi zuva rokutanga romwedzi wokutanga akasvika muJerusarema pazuva rokutanga romwedzi wechishanu, nokuti ruoko rwenyasha rwaMwari wake rwakanga rwuri pamusoro pake.

Verenga chitsauko zvakakwana Ezira 7

Maonero Ezira 7:9 akapoteredza