Ezira 8:15 BDMCS

15 Ndakavaunganidza vose parwizi runoerera rwakananga kuAhavha, uye takagarapo pamisasa kwamazuva matatu. Pandakacherechedza pakati pavanhu navaprista, handina kuona vaRevhi pakati pavo.

Verenga chitsauko zvakakwana Ezira 8

Maonero Ezira 8:15 akapoteredza