Genesisi 1:10 BDMCS

10 Mwari akatumidza pasi pakaoma kuti, “nyika,” uye mvura yakaungana akaiti “makungwa.” Uye Mwari akaona kuti zvakanga zvakanaka.

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 1

Maonero Genesisi 1:10 akapoteredza