Genesisi 1:12 BDMCS

12 Nyika yakameresa uswa: miriwo inobereka mbeu maererano nemhando dzayo nemiti inobereka michero ine mhodzi mukati mayo, maererano nemhando dzayo. Uye Mwari akaona kuti zvakanga zvakanaka.

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 1

Maonero Genesisi 1:12 akapoteredza