Genesisi 1:14 BDMCS

14 Uye Mwari akati, “Ngakuve nezviedza munzvimbo yedenga kuti zviparadzanise masikati kubva pausiku, uye ngazvishande sezviratidzo zvokucherechedza mwaka namazuva namakore,

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 1

Maonero Genesisi 1:14 akapoteredza