Genesisi 1:2 BDMCS

2 Zvino nyika yakanga isina kugadzirwa uye isina chinhu, rima rakanga riri pamusoro pemvura yakadzika, uye Mweya waMwari wakanga uchigara pamusoro pemvura.

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 1

Maonero Genesisi 1:2 akapoteredza