Genesisi 1:25 BDMCS

25 Mwari akaita mhuka dzesango maererano namarudzi adzo, mombe namarudzi adzo, nezvisikwa zvose zvinokambaira panyika maererano namarudzi azvo. Uye Mwari akaona kuti zvakanga zvakanaka.

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 1

Maonero Genesisi 1:25 akapoteredza