Genesisi 1:30 BDMCS

30 Uye kumhuka dzose dzapanyika neshiri dzose dzedenga nokuzvisikwa zvose zvinokambaira panyika, zvose zvinofema, ndinozvipa miriwo minyoro kuti zvive zvokudya zvazvo.” Uye zvakaita saizvozvo.

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 1

Maonero Genesisi 1:30 akapoteredza