Genesisi 1:5 BDMCS

5 Mwari akatumidza chiedza kuti “masikati,” uye rima akaritumidza kuti “usiku.” Uye madekwana akavapo, namangwanani akavapo, zuva rokutanga.

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 1

Maonero Genesisi 1:5 akapoteredza