Genesisi 10:19 BDMCS

19 uye miganhu yavaKenani yakasvika kuSidhoni yakananga kuGerari kusvikira kuGaza, uyezve yakananga kuSodhomu, Gomora, Adhima neZebhoimi, kusvikira kuRasha.

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 10

Maonero Genesisi 10:19 akapoteredza