25 Ebheri akaberekerwa vanakomana vaviri: Mumwe ainzi Peregi, nokuti pamazuva ake nyika yakakamurwa; zita romunun'una wake rainzi Jokitani.
Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 10
Maonero Genesisi 10:25 akapoteredza