7 Vanakomana vaKushi vanoti: Sebha, Havhira, Sabhata, Rama naSabhuteka. Vanakomana vaRaama vanoti: Shebha naDhedhani.
Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 10
Maonero Genesisi 10:7 akapoteredza