Genesisi 11:21 BDMCS

21 Uye shure kwokubereka kwake Serugi, Reu akararama kwamakore mazana maviri namanomwe uye akazova navamwe vanakomana navanasikana.

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 11

Maonero Genesisi 11:21 akapoteredza