Genesisi 11:31 BDMCS

31 Tera akatora mwanakomana wake Abhurama, muzukuru wake Roti, mwanakomana waHarani, nomuroora wake Sarai, mukadzi womwanakomana wake Abhurama, uye vakaenda kuUri yavaKaradhea pamwe chete kuti vaende kuKenani. Asi vakati vasvika paHarani, vakagara ipapo.

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 11

Maonero Genesisi 11:31 akapoteredza