Genesisi 11:6 BDMCS

6 Jehovha akati, “Kana vanhu ava vava somunhu mumwe, vachitaura rurimi rumwe chete, vakatanga kuita izvi, zvino hapana chinhu chavanoronga kuti vachiite chichavaomera.

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 11

Maonero Genesisi 11:6 akapoteredza