Genesisi 12:15 BDMCS

15 Uye machinda aFaro vakati vamuona, vakandomurumbidza kuna Faro, uye vakabva vamutora vakamupinza mumuzinda wake.

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 12

Maonero Genesisi 12:15 akapoteredza