Genesisi 12:5 BDMCS

5 Akatora mukadzi wake Sarai, mwanakomana womunun'una wake Roti, pfuma yose yavakanga vava nayo, navanhu vavakanga vawana muHarani, uye vakasimuka vakaenda kunyika yeKenani, uye vakasvika ikoko.

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 12

Maonero Genesisi 12:5 akapoteredza