Genesisi 13:10 BDMCS

10 Roti akatarira kumusoro akaona bani rose reJorodhani kuti rakanga rakanyatsonyorova, sebindu raJehovha, kufanana nenyika yeIjipiti, kwakanangana neZoari. (Panguva iyi Jehovha akanga achigere kuparadza Sodhomu neGomora.)

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 13

Maonero Genesisi 13:10 akapoteredza