8 Saka Abhurama akati kuna Roti, “Ngaparege kuva negakava pakati pako neni, kana pakati pavafudzi vako nevangu, nokuti tiri hama.
Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 13
Maonero Genesisi 13:8 akapoteredza