Genesisi 14:13 BDMCS

13 Mumwe akapunyuka akauya akasvikoudza Abhurama muHebheru. Zvino Abhurama akanga achigara pedyo nemiti mikuru yaMamure muAmori, munun'una waEshikori naAneri, avo vose vainzwana naAbhurama.

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 14

Maonero Genesisi 14:13 akapoteredza