Genesisi 15:4 BDMCS

4 Ipapo shoko raJehovha rakasvika kwaari richiti, “Murume uyu haangavi mudyi wenhaka yako, asi mwanakomana anobva mumuviri wako ndiye achava mudyi wenhaka yako.”

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 15

Maonero Genesisi 15:4 akapoteredza