7 Akatiwo kwaari, “Ndini Jehovha, akakubudisa munyika yeUri yavaKaradhea kuti ndikupe nyika iyi kuti uitore ive yako.”
Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 15
Maonero Genesisi 15:7 akapoteredza