Genesisi 16:11 BDMCS

11 Mutumwa waJehovha akatiwo kwaari:“Iye zvino wava nemimba uye uchava nomwanakomana. Uchamutumidza zita rokuti Ishumaeri, nokuti Jehovha anzwa nezvokutambura kwako.

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 16

Maonero Genesisi 16:11 akapoteredza