Genesisi 17:1 BDMCS

1 Abhurama akati ava namakore makumi mapfumbamwe namapfumbamwe okuberekwa, Jehovha akazviratidza kwaari akati, “Ndini Mwari Wamasimba Ose; famba pamberi pangu uye uve wakarurama.

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 17

Maonero Genesisi 17:1 akapoteredza