Genesisi 17:12 BDMCS

12 Kubva kumarudzi anotevera, mwanakomana mumwe nomumwe ari pakati penyu ava namazuva masere okuberekwa anofanira kudzingiswa, kusanganisa navaya vakaberekerwa mumba mako kana vakatengwa nemari kumutorwa, vaya vasiri vana vako.

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 17

Maonero Genesisi 17:12 akapoteredza