Genesisi 17:19 BDMCS

19 Ipapo Mwari akati, “Hongu, asi mukadzi wako Sara achakuberekera mwanakomana, uye uchamutumidza kuti Isaka. Ndichasimbisa sungano yangu sesungano isingaperi yezvizvarwa zvake zvinomutevera.

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 17

Maonero Genesisi 17:19 akapoteredza