Genesisi 17:23 BDMCS

23 Pazuva racho iroro Abhurahama akatora mwanakomana wake Ishumaeri navose vakaberekwa mumba make kana vakanga vatengwa nemari, vanhurume vose vaiva mumba make, akavadzingisa, sezvaakanga audzwa naMwari.

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 17

Maonero Genesisi 17:23 akapoteredza