Genesisi 17:27 BDMCS

27 Uye munhurume wose aiva mumba maAbhurahama, kusanganisa vaya vakaberekerwa mumba make kana vakanga vatengwa kubva kuvatorwa, vakadzingiswa pamwe chete naye.

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 17

Maonero Genesisi 17:27 akapoteredza