Genesisi 18:2 BDMCS

2 Abhurahama akasimudza meso ake ndokuona varume vatatu vamire naye. Akati avaona, akamhanya achibva pamukova wetende rake kuti andosangana navo uye akakotamira pasi.

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 18

Maonero Genesisi 18:2 akapoteredza