Genesisi 18:6 BDMCS

6 Saka Abhurahama akakurumidza kuenda kutende kuna Sara. Akati kwaari, “Kurumidza, tora zviero zvitatua zvoupfu hwakatsetseka uhukanye ugobika chingwa.”

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 18

Maonero Genesisi 18:6 akapoteredza