Genesisi 19:19 BDMCS

19 Muranda wenyu awana nyasha pamberi penyu, uye maratidza unyoro hukuru kwandiri zvamarwira upenyu hwangu. Asi handigoni kutizira kumakomo; njodzi iyi ingazondibata, uye ndingazofa.

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 19

Maonero Genesisi 19:19 akapoteredza