Genesisi 19:2 BDMCS

2 Akati, “Madzishe angu, ndapota hangu tsaukirai henyu kumba kwomuranda wenyu. Mushambidze henyu tsoka dzenyu uye mugovata usiku huno, ipapo mugoenda henyu mangwana mangwanani.” Ivo vakati, “Kwete, tichavata hedu pachivara usiku huno.”

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 19

Maonero Genesisi 19:2 akapoteredza