Genesisi 19:28 BDMCS

28 Akatarisa zasi kwakanangana nokuSodhomu neGomora, kwakatarisana nokunyika yose yebani, akaona utsi hwakawanda huchisimuka kubva panyika, kufanana noutsi hunobva pachoto.

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 19

Maonero Genesisi 19:28 akapoteredza