31 Rimwe zuva mwanasikana wake mukuru akati kumuduku wake, “Baba vedu vakwegura, uye pano hapana varume vokuti vavate nesu, setsika yenyika yose.
Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 19
Maonero Genesisi 19:31 akapoteredza