Genesisi 19:33 BDMCS

33 Usiku ihwohwo vakanwisa baba vavo waini, uye mwanasikana mukuru akapinda akavata navo. Ivo havana kuziva kuvata kwake pasi kana kumuka kwake.

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 19

Maonero Genesisi 19:33 akapoteredza