Genesisi 2:9 BDMCS

9 Uye Jehovha Mwari akaita mhando dzose dzemiti kuti dzimere kubva muvhu, miti yaifadza meso uye yakanga yakanaka pakudya. Pakati pebindu pakanga pano muti woupenyu nomuti wokuziva zvakanaka nezvakaipa.

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 2

Maonero Genesisi 2:9 akapoteredza