Genesisi 20:11 BDMCS

11 Abhurahama akapindura akati, “Ndakati mumwoyo mangu, ‘Zvirokwazvo munzvimbo ino hamuna kutya Mwari, uye vachandiuraya nokuda kwomukadzi wangu.’

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 20

Maonero Genesisi 20:11 akapoteredza