Genesisi 20:2 BDMCS

2 uye ikoko Abhurahama akati kumukadzi wake Sara, “Ihanzvadzi yangu.” Ipapo Abhimereki mambo weGerari akatuma vanhu kuti vandotora Sara.

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 20

Maonero Genesisi 20:2 akapoteredza