Genesisi 21:10 BDMCS

10 ndokubva ati kuna Abhurahama, “Dzinga mukadzi murandakadzi uyo nomwanakomana wake, nokuti mwanakomana womurandakadzi uyo haangatongogovani nhaka nomwanakomana wangu Isaka.”

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 21

Maonero Genesisi 21:10 akapoteredza