Genesisi 21:12 BDMCS

12 Asi Mwari akati kwaari, “Usanyanya kutambudzika hako pamusoro pomukomana uye napamusoro pomurandakadzi wako. Teerera zvaunoudzwa naSara, nokuti muna Isaka ndimo muchaverengerwa vana vako.

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 21

Maonero Genesisi 21:12 akapoteredza