Genesisi 21:14 BDMCS

14 Mangwanani akatevera, Abhurahama akatora zvokudya neguchu redehwe rine mvura akazvipa kuna Hagari. Akazviisa pamapfudzi ake ipapo akamuendesa pamwe chete nomukomana. Akaenda uye akadzungaira ari mugwenga reBheerishebha.

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 21

Maonero Genesisi 21:14 akapoteredza