Genesisi 21:30 BDMCS

30 Akapindura achiti, “Gamuchira makwayana manomwe aya kubva muruoko rwangu sechapupu chokuti ndini ndakachera tsime iri.”

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 21

Maonero Genesisi 21:30 akapoteredza