33 Abhurahama akadyara muti womutamarisiki muBheerishebha, uye ipapo akadana kuzita raJehovha, Mwari Wokusingaperi.
Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 21
Maonero Genesisi 21:33 akapoteredza