Genesisi 22:3 BDMCS

3 Mangwanani akatevera, Abhurahama akamuka akasunga mbongoro yake. Akatora varanda vake vaviri nomwanakomana wake Isaka. Akati atema huni dzechipiriso chinopiswa dzakakwana, akasimuka akaenda kunzvimbo yaakanga audzwa nezvayo naMwari.

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 22

Maonero Genesisi 22:3 akapoteredza