Genesisi 22:8 BDMCS

8 Abhurahama akapindura akati, “Mwari pachake ndiye achapa gwayana rechipiriso chinopiswa, mwanakomana wangu.”

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 22

Maonero Genesisi 22:8 akapoteredza