Genesisi 23:13 BDMCS

13 uye akati kuna Efuroni vachizvinzwa, “Nditeerere, kana uchida. Ndicharipa mutengo womunda. Ugamuchire hako kubva kwandiri kuti ndigoviga vakafa vangu imomo.”

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 23

Maonero Genesisi 23:13 akapoteredza