Genesisi 23:16 BDMCS

16 Abhurahama akabvumirana nomutengo waEfuroni uye akamuyerera mutengo waakanga areva vaHiti vachizvinzwa; mazana mana amashekeri esirivha, maererano nomutengo waivapo pakati pavatengesi.

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 23

Maonero Genesisi 23:16 akapoteredza