Genesisi 24:27 BDMCS

27 akati, “Jehovha ngaarumbidzwe, Mwari watenzi wangu Abhurahama, iye asina kurega kuita zvakanaka nokutendeka kwake kuna tenzi wangu. Kana ndirini, Jehovha akanditungamirira parwendo rwangu akandisvitsa kumba kwehama dzatenzi wangu.”

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 24

Maonero Genesisi 24:27 akapoteredza