Genesisi 24:3 BDMCS

3 Ndinoda kuti upike naJehovha, Mwari wokudenga uye Mwari wenyika, kuti haungatoreri mwanakomana wangu mukadzi kubva kuvanasikana vavaKenani, avo vandigere pakati pavo,

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 24

Maonero Genesisi 24:3 akapoteredza