Genesisi 24:30 BDMCS

30 Akati achingoona mhete yemhino nezvishongo mumaoko ehanzvadzi yake, uye anzwa Rabheka achitaura zvakanga zvarehwa nomurume uyu kwaari, akabuda akaenda kumurume akamuwana amire pangamera pedyo netsime.

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 24

Maonero Genesisi 24:30 akapoteredza